Kure

Ishan , Ti Gonz

Kure kure kure, kure kure kure (oh, man)
Kure kure kure, kure kure kure (oh, na-na-na-na-na)
Kure kure kure, kure kure kure (oh, na-na-na-na-na)Kure kure kure, kure kure kure (now remix)

What kind of man are you gonna to be?
A man whose lost his culture and his ways
A man whose given up all he was meant to be
Just to make the world around and feel important
Simba mukaka, usarunga mwana

Chewukira nzira yawafamba, uchakuwona kachana
′Cause it's gonna be a long way
Still I gotta make it some day
Talk about change ndiwe
From nothing to something I′m heading to the top yeah

Kwatinoenda kure, kwatinobva kure
Zvakaitika shure, zvakasara kure
Kwatinoenda kure, kwatinobva kure
Zvakaitika shure, zvakasara kure

Kure kure kure, kure kure kure
Kure kure kure, kure kure kure
Kure kure kure, kure kure kure
Kure kure kure, kure kure kure

(Imwe mbeu) I can't remember where I'm coming from
All I know I′m coming home
So, I guess hapana chekutya
Pabirthday handidi present chete ndoda nefuture

I′m trynna look, nzira yacho iri blurry
Zvimwe ndichibhabhayisa bhayibhayi ndineBhayibheri
Zvimwe zvandosangana nazvo imi zviri scary
Tenge titori patight, bvunza Gary

I work so hard, work so hard, I'm grinding sha
Handingamboshainirwe ini ndiri shining star
Vadzimu vangu woye imi murikupiko?
Kana ndakarasika ndadzoka kunge ZUPCO

Chero vakadyarana handimbojushwa
Ndirimbewu isina kudyarwa, ndinenge mahuswa
I keep grinding kusvika zvabhadhara
Patience pays ndakazviona kuchipatara

Kwatinoenda kure (boys) kwatinobva kure
Zvakaitika shure, zvakasara kure
Kwatinoenda kure, kwatinobva kure
Zvakaitika shure, zvakasara kure

(Ma1 boys) kure kure kure, kure kure kure (boys)
Kure kure kure, kure kure kure (boys)
Kure kure kure, kure kure kure (boys)
Kure kure kure, kure kure kure

Ndekure kwandabva kudai
Nothing′s gonna stop me now
Never lose your heart no
Stay in your lane

Ndekure kwandabva kudai
Nothing's gonna stop me now
Never lose your heart no
Stay in your lane

Zvandinenge ndirimusango (yeah, yeah)
Kuzviita King nditori mujungle (yeah, yeah)
We all got goals but tirikurova mabango (yeah, yeah)
Uri munyama chete kunge gango

Kwatinoenda kure, kwatinobva kure (boys)
Zvakaitika shure, zvakasara kure (na-na-na-na-na-na-na)
Kwatinoenda kure, kwatinobva kure (kure kure)
Zvakaitika shure, zvakasara kure (oh-oh oh yeah) (ma-one boys)

Kure kure kure, kure kure kure (boys)
Kure kure kure, kure kure kure (boys)
Kure kure kure, kure kure kure (boys)
Kure kure kure, kure kure kure

Kwatinoenda kure, kwatinobva kure (kure kure kure)
Zvakaitika shure, zvakasara kure (na-na-na-na-na-na-na-na)
Kwatinoenda kure, kwatinobva kure (oh oh oh oh oh)
Zvakaitika shure, zvakasara kure (yeah yeah yeah yeah yeah)

(Ma1 boys) kure kure kure, kure kure kure (boys)
Kure kure kure, kure kure kure (boys)
Kure kure kure, kure kure kure (boys)
Kure kure kure, kure kure kure (kure kure)

(Kure kure kure, kure kure kure kure)
(Kure kure kure, kure kure kure kure)
(Kure kure kure kure)

Daftar lirik lagu Ishan